Enda pane zvauri kuda

Vhesi Yekuverenga Nhasi

Vhesi Yekuverenga Nhasi

Mubhuku raKuongorora Magwaro Zuva Nezuva, pazuva rega rega pane vhesi netsanangudzo dzacho zvaunogona kuverenga. Bhuku iri richakubatsira kuti utange zuva rako uine chimwe chinhu chinokurudzira chinobva muBhaibheri chekufunga nezvacho.

Kunyange zvazvo uchigona kuriverenga chero nguva, vakawanda vakaona zvichibatsira kuriverenga mangwanani. Izvi zvinoita kuti vaswere vachifunga nezvazvo. Kana uine mhuri, zvinokubatsirai kana mukakurukura mashoko acho pamwe chete.

Unogona kuverenga rugwaro rwezuva paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower, kana kuti unogona kudhaunirodha PDF yebhuku racho.