Shona
Mashoko Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1011228/univ/art/1011228_univ_sqr_xl.jpg

Nezvedu

Zvapupu zvaJehovha Vanhu Vakaita Sei?

Zvapupu zvaJehovha isangano rechitendero riri pasi rese. Tinonamata Jehovha, Mwari Wemasimbaose akasika zvinhu zvese. (Pisarema 83:18; Zvakazarurwa 4:11) Tiri vaKristu uye tinotenda kuti Jesu Kristu ndiye Mwanakomana waMwari uye Muponesi wedu. (Johani 3:16; Mabasa 4:10-12) Zvatinotenda zvese zvinobva muBhaibheri. (2 Timoti 3:16) Tinokumbira kuti ushandise website ino uye Bhaibheri rako kuti uone zvatinotenda.

Kuti udzidze zvimwe nezvedu, ona vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei?

Manhamba

Mashoko Zvichienderana Nenzvimbo

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa

Ndezvipi Zvinotendwa neZvapupu zvaJehovha?

Inzwa muchidimbu zvinhu 15 zvatinotenda.

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Mamwe Mazororo?

Inzwa mhinduro dzemibvunzo mitatu panyaya yekuti nei Zvapupu zvaJehovha zvisingapembereri mazororo.

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Mazuva Okuberekwa?

Verenga unzwe zvinhu 4 zvinoitwa pamhemberero dzemazuva okuberekwa zvisingafarirwi naMwari.

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingabvumi Kuwedzerwa Ropa?

Pane nhema dzakawanda dzinotaurwa nevanhu vachipomera Zvapupu zvaJehovha panyaya yokuwedzerwa ropa. Ona kuti isu takamira papi panyaya iyoyo.

Zvapupu zvaJehovha vaKristu Here?

Tapota ona kuti takasiyana sei nezvitendero zvinozviti ndezvechiKristu.

Mimwe Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa

Wana mhinduro dzemimwe mibvunzo yakawanda yaungadaro uinayo nezvedu.

Contact Us

Kumbira Kushanyirwa

Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.

Pinda Musangano

Inzwa zvakawanda nezvemisangano yedu. Tsvaga nzvimbo iri pedyo newe inoitirwa misangano.

Nyorera Zvapupu zvaJehovha

Kero nefoni zvemahofisi edu pasi rese.

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Ona kumwe kwaunogona kushanyira pedyo nekwaunogara.