Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Kushandisa Mabhuku Akaprindwa Panguva Iri Kuwanikwa Mabhuku Pamafoni
Nei tichiri kuprinda mabhuku?
NYAYA DZEUPENYU
Karl Rietz: Ndakanyatsoona Kuti Ruoko rwaJehovha Haruna Kupfupika
Mumakore ese aya, Karl akaona ruoko rwaJehovha pakuwedzera kwebasa remuBrazil rekuprinda sezvo mabhuku edu aiwedzera kudiwa munyika iyoyo.
ZVAKAITIKA
Zvavakadzidza muBhaibheri Zvakachinja Upenyu Hwavo
Zvakafamba sei kuti Lanh asiyane nekutsvaga mari achibva azotanga kufara? Zvakafamba sei kuti Thắng asiyane nezvekupara mhosva achibva atanga kufara muupenyu?
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Nzwisisa Zvimwe Zvinhu Zvinotaurwa muBhaibheri—Mambure Ekubatisa Hove
Verenga unzwe zvakawanda nezvemambure ekubatisa hove aishandiswa panguva yeBhaibheri.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi—June 2026
Pana VaGaratiya 4:24, Pauro aitaura nezvesungano dzipi mbiri?
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
Gustavo Joseph: Kushumira Jehovha Kwemakore Anoda Kusvika 70 muCuba
Gustavo Joseph anotsanangura nezveupenyu hwake nemudzimai wake pavaiva mudunhu, pavakarera vana vavo uye pavakazoshumira paBheteri.
NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA
June 2026
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaAugust 10–September 6, 2026.
DZIMWE NZIYO
Ndichamirira Jehovha
Paunenge uri mujeri, ramba wakamirira Jehovha uchiita zvinhu zvinosimbisa kutenda.

