Kuzadzisa Zvinangwa Zvekunamata
Zvapupu zvaJehovha zvinobatsirwa neBhaibheri kuswedera pedyo naMwari uye kuzadzisa zvinangwa zvavo zvekunamata.
Uhwu Ndihwo Upenyu
Unoda kugutsikana muupenyu here? Ona vhidhiyo inoratidza kufara kuri kuita Cameron pasinei nenyika yaari kugara.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda
Hanzvadzi dzakawanda dzakanoshumira mhiri kwemakungwa dzaimbozeza kutamira kune dzimwe nyika. Chii chakadzibatsira kuti dzive neushingi? Dzakadzidzei kwadzakatamira?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuAlbania Uye kuKosovo
Zvinhu zvipi zvinofadza zviri kuvabatsira kuti vatsungirire pasinei nematambudziko avari kusangana nawo?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuBrazil
Verenga zvinokurudzira zvakaitika kune vamwe vakatamira kune imwe nzvimbo kuti vanyatsoshumira Mwari.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuBulgaria
Matambudziko api anosangana nevaya vanotamira kune imwe nyika kuti vanoparidza?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuGhana
Vaya vanosarudza kuenda kunoshumira kunodiwa vaparidzi veUmambo vakawanda vanosangana nematambudziko akawanda asiwo vanowana makomborero akawanda.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuGuyana
Zvidzidzo zvipi zvatinowana kune vanhu vakatamira kunodiwa vaparidzi vakawanda? Zvingakubatsira sei kugadzirira kana uchida kunoshumira kune imwe nyika?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMadagascar
Inzwa nezvevamwe vashumiri vakazvipira kunobatsira kuparadzira mashoko eUmambo muMadagascar yese.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMicronesia
Vaya vanobva kune dzimwe nyika vanoshumira muzvitsuwa zvomuPacific vanowanzosangana nematambudziko matatu. Vaparidzi voUmambo ava vanoakunda sei?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMyanmar
Nei Zvapupu zvaJehovha zvakawanda zvakaenda kunobatsira pabasa rekukohwa kuMyanmar?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda —kuNew York
Chii chakaita kuti mumwe murume nomudzimai vasiye imba yavo hombe yakanaka yavaida vakanogara muimba duku?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuNorway
Mubvunzo waisatarisirwa wakaita sei kuti imwe mhuri inoshumira kunodiwa vaparidzi vakawanda?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuOceania
Zvapupu zvaJehovha zviri kushanda kunodiwa vaparidzi vakawanda kuOceania zviri kukunda sei matambudziko azviri kusangana nawo?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuPhilippines
Ona kuti zvii zvakaita kuti vamwe vasiye mabasa avo, vetengese zvinhu zvavo, uye vatamire kunzvimbo dziri kwadzo dzoga dzekuPhilippines.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda —kuRussia
Verenga nezvevanhu vakaroora nevasina vakatamira kuRussia kunoshumira kwaidiwa vaparidzi vakawanda. Vakatowedzera kuvimba naJehovha!
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTaiwan
Zvapupu zvaJehovha zvinopfuura zana zvakatamira kunodiwa vaparidzi vakawanda voUmambo. Nakidzwa nokuverenga zvakaitika kwavari uye dzidza kuti vakaita sei kuti vabudirire.
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTurkey
Muna 2014, kuTurkey kwakaitwa mushandirapamwe unokosha wekuparidza. Nei mushandirapamwe uyu wakarongwa? Zvakaguma nei?
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuWest Africa
Chii chakaita kuti vamwe vagari vekuEurope vatamire kuWest Africa, uye zvinhu zvakazovafambira sei?
Takasarudza Kurarama Upenyu Husina Twakawanda-wanda
Hurukuro yakapiwa pagungano redunhu yakabatsira mumwe murume nemudzimai vekuColombia kuongorora zvinhu zvavaikoshesa.
Ndichazvigona Here?
Verenga unzwe nezvemumishinari wokuBenin akadzidzira mutauro wemasaini kuti abatsire matsi kuti dzive noukama hwepedyo naMwari.
Zvandakasarudza Ndichiri Muduku
Mukomana wechiduku anobva kuColumbus, Ohio, U.S.A. akasarudza kudzidza chiCambodian. Nei? Chisarudzo chake chakamusvitsa kupi?