Kuvimbika Mumiedzo
Ona kuti Zvapupu ZvaJehovha zvakabatsirwa sei neShoko raMwari pazvakasangana nemiedzo.
Vaipfeka Triangle Yepepuru
Nei iye zvino vadzidzisi vepane chimwe chikoro vavakutaura nezveZvapupu zvaJehovha pavanodzidzisa nezvevasungwa vaiva mumisasa yevaNazi?
Zvapupu zvaJehovha—Ramba Wakasimba Paunopikiswa
Inzwa zvakaitwa nezvimwe Zvapupu zvaJehovha kuti varambe vakaomerera pane zvavanotenda pasinei nekutambudzwa zvakaomarara nehurumende yevaNazi muGermany uye muSoviet Union.
Vakavharirwa Muchivako Chekare Pamusana Pekutenda Kwavo
Muchivako chekare chekuSpanish makavharirwa mazana eZvapupu zvaJehovha nekuti vaisabvuma kupinda muchiuto pamusana pehana dzavo.
Takaramba Kusiya Kutenda Kwedu
Daniel Lokollo anoyeuka kushungurudzwa kwaakaitwa nemagadhijeri.
Kutyisidzirwa Hakuna Kuvatadzisa Kushumira Jehovha
Veruzhinji vakati kudii nekutambudzwa kwaiitwa Zvapupu zvaJehovha muGeorgia?
Ndakatsunga Kuramba Ndiri Musoja waKristu
Demetrius Psarras akaiswa mujeri nekuti akaramba kuenda kuhondo. Asi akaramba achirumbidza Mwari kunyange paakazosangana nematambudziko akakura.
Akadzidza Kubva Kuvasungwa
Murume akasungwa kuEritrea, akazvionera ega kuti Zvapupu zvaJehovha vanhu vanoita zvavanodzidzisa.
Kunyengetera Ndiri Mumuti weMuoku
Baba vaRachel vakaedza kumunyengerera kuti arege kushumira Jehovha vachiti vaizomupa zvinhu uye pamwe pacho vaitomurova. Kunyengetera agere mumuti wemuoku kwakamubatsira sei kuti arambe akavimbika kuna Jehovha?
Mapepa Pasi Pemuchina Wekuwacha
Vamwe amai vakatsvaga nzira yekuti vangadzidzisa sei vana vavo chokwadi chiri muBhaibheri.
Vapristi Vakatsamwa Vanosangana Nevanhu Vanyoro
Bhaibheri rinotikurudzira kuti tirambe tichizvidzora kunyange tikaitirwa zvinhu zvakaipa. Asi zvinoshanda here?
“Tariro yeUmambo Hakusi Kungorota”
Efraín De La Cruz akagariswa mumajeri manomwe uye akarohwa zvikuru ari imomo nemhaka yekuparidza mashoko akanaka. Akakwanisa sei kuramba achishingaira kwemakore anopfuura 60?
Piyona Ainge Akashinga
Pamakore 60 aaiita basa, André Elias airamba akavimbika pasinei nekuti aibvunzurudzwa uye aityisidzirwa.
Ndava Neushamwari naMwari Uye Naamai Vangu
Michiyo Kumagai paakarega kunamata madzitateguru, amai vake havana kufara nazvo. Akazoita sei kuti avezve neushamwari naamai vake?