Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

United Kingdom

Kubhuka Zuva Raunoda Kushanyira Mahofisi Edu

Bhuka—Vanhu Vari Pasi pe20

Ona Kana Kuti Chinja Zvawakabhuka

Dhaunirodha Kabhuku Kanoratidza Zvinoitwa paHofisi

Zvimwe Zvamuchaona

Nhoroondo Yedu: Nzvimbo iyi inoratidza nhoroondo yekutanga kwebasa rekuparidza muBritain nemuIreland.

Bhaibheri muBritain: Nzvimbo iyi inoratidza maBhaibheri asingachanyanyi kuwanika uye inoratidza kushandurwa kweBhaibheri kwemazana emakore akapfuura.

Madhipatimendi eMahofisi eBritain: Nzvimbo iyi inoratidza mavhidhiyo anoratidza kuti basa riri kuitwa sei pabazi reBritain.

Kero Uye Nhamba Dzefoni