Tifambise
Dhaunirodha:
1. Nyika ino inochinja;
Handingasarira.
Ndibatsirei kumhanya
Nguva zvayapera.
Patinenge toshorwa
Masuo ovharwa,
Titevere mirayiro,
Totsvaga vanoda.
(KORASI)
Tifambise.
Bata ruoko.
Ngatikunde.
Usamboregedza.
Ipa zvose iwewe,
Chako kufambisa.
Fambisa.
2. Ndotanga zuva rangu
Nevavariro kwadzo,
Pozongova nechimwe
Chinovhiringa.
Pachimwe chinetso,
Zvonyanya kushata,
Tine zvipo zvinobatsira,
Kufamba munzira.
(KORASI)
Tifambise.
Bata ruoko.
Ngatikunde.
Usamboregedza.
Ipa zvose iwewe.
Chako kufambisa.
Fambisa.
(BHIRIJI)
Tawedzera pabasa,
Tinokomborerwawo.
Uchinjike, uzive
Jehovha achafara.
Netariro
Zvajeka
Mumaziso edu—
Misodzi isisiko.
Ndofara ndaedza
(KORASI)
Kufambisa.
Bata ruoko.
Ngatikunde.
Usamboregedza.
Ipa zvose iwewe.
Chako kufambisa.
Fambisa.
Tifambise.
Bata ruoko.
Ngatikunde.
Usamboregedza.
Ipa zvose iwewe.
Chako kufambisa.
Fambisa.
Tifambise.