Bata “Zvibereko Zvemweya” Nemusoro
Dhaunirodha:
1. Takapiwa chipo chakanakisisa;
Chipo ichi mweya mutsvene.
Tosimba, tokura semuti mukuru.
Tova nezvibereko zvawo.
(KORASI)
Rudo; toda Mwari nevanhu vese.
Mufaro; woita tisasuwa.
Rugare; towirirana nevamwe.
Mwoyo murefu woita titsungirire.
Mutsa woita tifarirane.
Kunaka koita tibatsirane.
Kutenda; tinovimba naJehovha.
Unyoro; titaure zvinovaka.
Tofanira kuzvidzora pazvese.
2. Mweya mutsvene waMwari hauperi.
Tiukumbire nguva dzese,
Kuti ugare uchishanda matiri.
Tichava shamwari dzaMwari.
(KORASI)
Rudo; toda Mwari nevanhu vese.
Mufaro; woita tisasuwa.
Rugare; towirirana nevamwe.
Mwoyo murefu woita titsungirire.
Mutsa woita tifarirane.
Kunaka koita tibatsirane.
Kutenda; tinovimba naJehovha.
Unyoro; titaure zvinovaka.
Tofanira kuzvidzora pazvese.