NHARIREYOMURINDI June 2011
Zvaungaita Kuti Urarame—Zvinoenderana Nehomwe Yako
Dzidza kuti kushandisa mazano eBhaibheri kungakubatsira sei pamashandisiro aungaita mari yako uye kuti usaita zvikwereti zvisina basa.
DZIDZISAI VANA VENYU
Wati Wambonzwa Sokuti Uri Zambiringa Munyemba Here?
Kana uchimbonzwa sokuti uri zambiringa munyemba, unogona kudzidza zvakawanda kubva kuna Mefibhosheti.