Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2012

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2012

Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

  • Bhaibheri raCoverdale, 6/1
  • Kushandisa Sedumwa, 12/15
  • Kusiyana Nemamwe Mabhuku, 6/1
  • Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 1/1, 2/1, 4/1, 5/1, 7/1, 8/1, 10/1, 11/1
  • Rinofanotaura Zvichaitika Here? 1/1
  • Swahili, 9/1
  • Zvevechiduku, 1/1, 4/1, 7/1, 10/1

DZIMWEWO NYAYA

  • Abrahamu, 1/1
  • Ahashivheroshi (waEsteri), 1/1
  • Akadzivirira, Akariritira, Akaramba Achiita Basa Rake (Josefa), 4/1
  • Akaratidza Uchenjeri, Ushingi, Kuzvipira (Esteri), 1/1
  • Amagedhoni, 2/1
  • Anasi Anotaurwa muEvhangeri, 4/1
  • Atari Kuna “Mwari Asingazivikanwi,” 3/1
  • “Basa Renyu Richapiwa Mubayiro” (Asa), 8/15
  • Bhitumini Sedhaka Rokuvakisa, 7/1
  • Chichaitika Kuzvitendero, 5/1
  • “Chigaro Chokutonga” (Mab 18:12), 5/1
  • Chinhu Chiri Nani Kupfuura Krisimasi, 12/1
  • Chitendero Nezvematongerwo Enyika, 5/1
  • Fodya, 8/1
  • Kuita Zvemidzimu, 3/1
  • Kurasikirwa Nedrakema, 12/1
  • Kutenga Nokutengesa muIsraeri, 9/1
  • Kuva Nechitendero Kuzvinyengera Here? 11/1
  • Kuvimba Nezvaunoona Pakutanga, 3/1
  • Kuvimbazve Nomumwe Wako (amboita upombwe), 5/1
  • “Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo” (Rute), 7/1
  • Madzimambo Masere Anoziviswa, 6/15
  • Madzinza evaJudha, 6/1
  • Mari Shoma, 6/1
  • Matende Aigadzirwa naPauro, 11/1
  • Matombo Aiva Pahomwe Yepachipfuva, 8/1
  • Mazai Akachengetwa Muchando, 12/15
  • Mufudzi (wekare), 11/1
  • “Mukadzi Akanaka Kwazvo” (Rute), 10/1
  • Munyu Usisavaviri (Mt 5:13), 12/1
  • Murimi (wekare), 5/1
  • Natani—Mutsigiri Wokunamata Kwakachena, 2/15
  • Nei Vamwe Vasingapembereri Krisimasi? 12/1
  • Ngirozi Dzinotibatsira Here? 7/1
  • Nyere Pamariro Panguva yaJesu, 2/1
  • Nyika Ichaparara Here? 2/1
  • “Pepa” Munguva Inotaurwa muBhaibheri, 7/1
  • Rufu Rwevanhu vaMwari ‘Runokosha,’ 5/15
  • Ruvara Nemicheka Zvinotaurwa muBhaibheri, 3/1
  • Sarudza Ramangwana Rakanaka, 5/1
  • Shanje, 2/15
  • Shoko Rokuti “Hazvitomboiti!” 6/1
  • Tesaronika, 6/1
  • Tsamba Dzaitumirwa Sei? 9/1
  • Umambo hweBritain neAmerica, 6/15
  • Uori Huchazombopera Here? 10/1
  • Utatu, 3/1
  • Vabati Vehove (vekare), 8/1
  • Vaimbi, Zviridzwa (munguva dzekare), 2/1
  • VaKristu Vakatiza muJudhiya? 10/1
  • “Vanakomana Vevaprofita,” 10/1
  • Vanamati Varoorane Nevanhu Vavainamata Navo, 7/1
  • Vateresi (vepanguva yaJesu), 3/1
  • Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here? 8/1
  • Waini Yaishandiswa Kurapa, 8/1
  • Wakamborarama Kare? 12/1
  • Zuva Rokutongwa, 9/1
  • Zvidhinha muIjipiti Yekare, 1/1
  • Zvingaita Here Kurarama Nokusingaperi? 10/1
  • Zvinoratidza VaKristu Vechokwadi, 3/1
  • Zvinyoreso, Ingi Zvinotaurwa muBhaibheri, 11/1
  • Zvishamiso, 8/1
  • Zvokupoda-poda, 12/1

JEHOVHA

  • Achagadza Hurumende, 11/1
  • Ane Hanya Nevanhukadzi Here? 9/1
  • Anopisa Vanhu Mugehena Here? 10/1
  • Baba, 7/1
  • Chii Chaungada Kubvunza Mwari? 11/1
  • Munzwi Womunyengetero, 7/1
  • Nei Aine Sangano? 2/1
  • Nei Akaita Kuti Jesu Auye Panyika? 12/1
  • Nei Akakumbira Abrahamu Kuti Ape Mwanakomana? 1/1
  • Nei Tichifanira Kushandisa Zita Rake? 6/1
  • Swedera Pedyo naMwari, 1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 7/1, 8/1, 9/1, 10/1, 11/1, 12/1

JESU KRISTU

  • Akava Mambo Riini? 8/1
  • “Enda Naye Kwemamaira Maviri,” (Mt 5:41), 4/1
  • Evhangeri dzeApokirifa, 4/1
  • Jesu ndiMwari Here? 4/1
  • Kupindurwa Kwemibvunzo, 4/1
  • Mafiro Aakaita Akatadzisa Vamwe vaJudha Kuva vaKristu, 5/1
  • Maonero Aaiita Zvematongerwo Enyika, 5/1
  • Mhosva Dzevakarovererwa Pedyo Naye, 2/1
  • Ndiani Akatuma “Nyeredzi”? 4/1
  • Tinofanira Kuyeuka Sei Rufu rwaJesu? 3/1

NYAYA DZOKUDZIDZA

  • Batsira Vanhu Kuti ‘Vamuke Pahope,’ 3/15
  • Chenjerera Misungo yaDhiyabhorosi, 8/15
  • Dzidza Kubva ‘Pakuumbwa Kwakaitwa Chokwadi,’ 1/15
  • Dzidza Kurinda Kubva Kuvaapostora vaJesu, 1/15
  • Dzidza Pakushivirira kwaJehovha naJesu, 9/15
  • “Hamuzivi Zuva Racho Kana Awa Yacho,” 9/15
  • Hungu Wako Ngaave Hungu, 10/15
  • Ita Kuti Ungano Irambe Iine Mafungiro Akanaka, 2/15
  • Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare, 5/15
  • Itai Sevagari vomuUmambo hwaMwari! 8/15
  • Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika,” 6/15
  • Jehovha Anotichengetedza Kuti Tiponeswe, 4/15
  • Jehovha Anounganidza Vanhu Vake Vanofara, 9/15
  • Jehovha Anoziva Nzira Yokununura Nayo Vanhu Vake, 4/15
  • Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika,” 6/15
  • “Jehovha Mumwe Chete” Anounganidza Mhuri Yake, 7/15
  • Jehovha Ngaakutungamirire Kurusununguko Rwechokwadi, 7/15
  • Jesu Akaratidza Muenzaniso Wokuzvininipisa, 11/15
  • Kanganwiranai Nomwoyo Wose, 11/15
  • Kufarira Tariro Yedu, 3/15
  • Kuguma Kuchaita Nyika Ino, 9/15
  • Kukanganwira kwaJehovha Kunokubatsira Sei? 11/15
  • Kumirisana Nematambudziko Emazuva Ano Takashinga, 10/15
  • Kupa Jehovha Zvibayiro Zvomweya Wose, 1/15
  • Kuramba Tiri “Vagari Venguva Duku,” 12/15
  • Kusavimbika—Chimwe Chezvinhu Zvinoratidza Mazuva Ekupedzisira! 4/15
  • Mira Wakasimba Udzivise Misungo yaSatani, 8/15
  • Munogona Kufara Mumhuri, Kunyange Zvitendero Zvenyu Zvakasiyana, 2/15
  • ‘Mwanakomana Anoda Kuzivisa nezvaBaba,’ 4/15
  • “Ndidzidzisei Kuita Kuda Kwenyu,” 11/15
  • “Ndinemi,” 8/15
  • “Ndingadedereswa Naaniko?” 7/15
  • Nei Tichifanira Kuisa Basa raJehovha Pokutanga? 6/15
  • Ramba Uine Mwoyo Wakakwana Kuna Jehovha, 4/15
  • Ramba Uine Pfungwa Yokuti Nguva Yapera, 3/15
  • Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi! 9/15
  • “Shinga, Usimbe Kwazvo,” 2/15
  • Shumira Mwari Worusununguko, 7/15
  • Teerera Mwari Ubatsirwe Nezvaakavimbisa, 10/15
  • Tevedzera Muenzaniso waJesu Wokurinda, 2/15
  • Unganyatsobudirira Sei Muupenyu? 12/15
  • Unonyatsokoshesa Chipo chaMwari Chewanano Here? 5/15
  • Unoratidza Mafungiro Akaita Sei? 10/15
  • Upristi hwoUmambo Huchabatsira Vanhu Vose, 1/15
  • Uri Kuratidza Kubwinya kwaJehovha Here? 5/15
  • Uri Mutariri Anovimbwa Naye! 12/15
  • Usatarira “Zvinhu Zviri Shure,” 3/15
  • “Vagari Venguva Duku” Vanonamata Mwari Pamwe Chete, 12/15
  • “Vaitungamirirwa Nomudzimu Mutsvene,” 6/15
  • VaKristu Vechokwadi Vanoremekedza Shoko raMwari, 1/15
  • Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe, 11/15
  • Vimba naJehovha Mwari ‘Wenguva Nemwaka,’ 5/15

NYAYA DZOUPENYU

  • Jehovha Akandidzidzisa Kuita Kuda Kwake (M. Lloyd), 7/15
  • Jehovha Akasvinudza Maziso Angu (P. Oyeka), 6/1
  • Kuchinjwa Kwakaitwa Mhuri yechiHindu (N. Govindsamy), 10/1
  • “Kuruoko Rwenyu Rworudyi” (L. Didur), 3/15
  • Makore 70 Ndakabata Kumupendero (L. Smith), 4/15
  • Ndaishamwaridzana Nevanhu Vakura (E. Gjerde), 5/15
  • Ndakazowana Rusununguko! (M. Kilin), 12/1
  • Ndava Kuziva Mwari Wandinonamata (M. Bacudio), 9/1
  • Shamwari Kwemakore 60 (L. Turner, W. Kasten, R. Kelsey, R. Templeton), 10/15
  • Zvatakadzidza Mubasa Redu Dzvene (O. Randriamora), 6/15

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • “Chenjererai Mbiriso yevaFarisi,” 5/15
  • Chikwereti, 11/1
  • Chipo Chokusaroora, 11/15
  • Dzidzisai Vana Venyu, 3/1, 6/1, 9/1, 12/1
  • Gwaro Rokupika Kuva Akatendeka, 12/15
  • Kana Mwana Asisina Chokwadi Nezvaunotenda, 2/1
  • Kuita Kuti Kudzidza Kunyanye Kunakidza, 1/15
  • Kuona Zvinonyadzisira Kunogona Kudzingisa? 3/15
  • Kuroora Kana Kuroorwa, 10/1
  • Mutsa, 9/1
  • Sei VaKristu Vachibhabhatidzwa? 4/1
  • Tsvaka “Kutungamirira Kwounyanzvi,” 6/15
  • Unopa Sei Vamwe Mazano? 3/15
  • VaKristu Vaipindira Mune Zvematongerwo Enyika? 5/1
  • Zvandinodzidza muBhaibheri, 2/1, 5/1, 8/1, 11/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • “Chengetedza Mwoyo Wako!” Magungano Eruwa, 5/1
  • European Court (V. Bayatyan), 11/1
  • ‘Kubva Mumuromo Mevana’ (Russia, Australia), 10/15
  • Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 2/1, 8/1
  • Macolporteur, 5/15
  • Mapilgrim, 8/15
  • Miganhu Haina Basa (Portugal, Spain, France), 1/1
  • Musangano Wepagore, 8/15
  • Mutsa Unodzora Hasha, 6/15
  • ‘Ndichakwanisa Sei Kuparidza?’ (akaremara), 1/15
  • Nei Zvichiparidza Paimba Neimba? 6/1
  • ‘Shoko Rakanaka’ (redhiyo yokuCanada), 11/15
  • “Tinodzidza Pane Zvakaitika Kare” (Estonia), 12/1
  • “Tinokumbirawo Kutorwa Pikicha” (Mexico), 3/15
  • Tsamba Inobva ku . . . , 3/1, 6/1, 9/1, 12/1
  • VaAztec Vemazuva Ano, 3/1
  • Vakazivisa Shoko raMwari Noushingi! 2/15
  • Vakazvipa kuBrazil, 10/15
  • Vakazvipa kuEcuador, 7/15
  • Vanhukadzi Vanodzidzisawo Here? 9/1
  • ‘Yaiita Kuti Vose Vanditarise’ (Dawn-Mobile), 2/15
  • YeChirungu Chisina Kuoma (Nharireyomurindi), 12/15
  • Yokudzidza (Nharireyomurindi), 1/15
  • “Zvandaida Zvazoitika” (kupayona), 7/15
  • Zvikoro Zvesangano, 9/15
  • Zvinhu Zvinokosha Zvenhoroondo Yedu, 1/15
  • Zvinozadzisa Kushaya Kwevamwe (zvipo), 11/15