Madzimambo Masere Anoziviswa
Madzimambo Masere Anoziviswa
Tikabatanidza uprofita hwaDhanieri nehwaJohani, tinoona madzimambo masere, kana kuti utongi hwevanhu, uyewo uprofita hwacho hunoratidza kutevedzana kwemadzimambo iwayo. Tinogona kunyatsonzwisisa uprofita ihwohwo kana tikatanga tanzwisisa zvinorehwa neuprofita hwekutanga hwakanyorwa muBhaibheri.
Ruka 4:5, 6) Zvisinei, panongova neumambo hushoma hwakanyatsorwisa vanhu vaMwari, verudzi rwaIsraeri kana kuti ungano yevaKristu vakazodzwa. Uprofita hwaDhanieri naJohani hunongotaura hurumende sere chete dzaiva nesimba pane dzimwe.
Kubvira pakutanga, Satani akaronga mbeu yake kuti ive masangano ezvematongerwo enyika kana kuti umambo. ([Chati/Mifananidzo iri papeji 12, 13]
(Kana uchida mashoko azere, ona bhuku racho)
UPROFITA UPROFITA HURI MUNA DHANIERI HURI MUNA ZVAKAZARURWA
1. Ijipiti
2. Asiriya
3. Bhabhironi
4. Medhiya nePezhiya
5. Girisi
6. Roma
7. Britain neUnited States of America *
8. Sangano Renyika Dzakabatana uye Sangano Romubatanidzwa Wenyika Dzepasi Pose *
VANHU VAMWARI
2000 B.C.E.
Abrahamu
1500
Rudzi rwevaIsraeri
1000
Dhanieri 500
B.C.E./C.E.
Johani
Israeri waMwari 500
1000
1500
2000 C.E.
[Mashoko Omuzasi]
^ ndima 13 Madzimambo acho anotonga pamwe chete, panguva yomugumo. Ona peji 19.
^ ndima 14 Madzimambo acho anotonga pamwe chete, panguva yomugumo. Ona peji 19.
[Mifananidzo]
Chifananidzo chikuru (Dhan. 2:31-45)
Zvikara zvina zvakabuda mugungwa (Dhan. 7:3-8, 17, 25)
Gondohwe nembudzi (Dhan., chits. 8)
Chikara chine misoro minomwe (Zvak. 13:1-10, 16-18)
Chikara chine nyanga mbiri chinoita kuti pave nemufananidzo wechikara (Zvak. 13:11-15)
[Kwazvakatorwa]
Photo credits: Egypt and Rome: Photograph taken by courtesy of the British Museum; Medo-Persia: Musée du Louvre, Paris