NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA June 2025
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaAugust 18–September 14, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 24
Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa—Chikamu 1
Ichadzidzwa muvhiki raAugust 18-24, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 25
Zvatinodzidza Pane Zvakaprofitwa naJakobho Ava Kufa—Chikamu 2
Ichadzidzwa muvhiki raAugust 25-31, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 26
Zvininipise Uchibvuma Kuti Pane Zvimwe Zvinhu Zvausingazivi
Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 1-7, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 27
Batsira Mudzidzi Wako weBhaibheri Kuti Asarudze Kushumira Jehovha
Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 8-14, 2025.
NYAYA YEUPENYU
Kudzidziswa neMurayiridzi Wedu Mukuru Parwendo Rwedu Rweupenyu
Franco Dagostini akaita mabasa akawanda musangano, aifanira kudzidza mararamiro akasiyana-siyana uye mitauro yakawanda. Anotiudza zvimwe zvidzidzo zvinokosha zvaakadzidziswa neMurayiridzi Mukuru, Jehovha.
ZVAUNGAITA PAKUDZIDZA
Zvaungaita Kuti Uyeuke Mavhesi
Ona mazano matatu anogona kukubatsira kuyeuka mavhesi.