Rubatsiro Ruripo
Wakafirwa here?
Enda pajw.org wotsvaga nyaya dzine “mazano anobatsira vakafirwa.”
Uri kunetsekana nematambudziko emari here?
Enda pajw.org, wotsvaga nyaya yakanzi “shandisa mari yako nekuchenjera.”
Wakambosvika here pakuzvibvunza kuti, ‘Chandinoraramira chii?’
Enda pajw.org wotsvaga nyaya yakanzi “chandinoraramira chii?” uye imwe yekuti “chiripo chekuraramira.”
Une dambudziko reutano risiri kupera here?
Enda pajw.org, wotsvaga nyaya yakanzi “kuva nechirwere chisingaperi—Bhaibheri rinogona kukubatsira here?”
Bhaibheri rine mazano anobatsira munhu wese ari mumhuri. Rine mazano anogona kubatsira munhu kunyatsoshandisa pfungwa.—ZVIREVO 1:1-4.
Tinokumbira kuti uriverenge uzvi- onere wega. Ona vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?