Mbuya Nasekuru
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
1Mad 15:9-13—Mambo Asa akaita ushingi akabvisa mbuya vake pachigaro nekuti aida kuramba akavimbika kuna Jehovha
Zvi 13:22—Vanambuya nasekuru vanogona kuratidza nemararamiro avo kuti kuisa Jehovha pekutanga muupenyu ndicho chinhu chakakosha
2Ti 1:5; 3:14, 15—Pauro akarumbidza mbuya vaTimoti nekuti vaiva nekutenda kusina unyengeri uye vakabatsira pakudzidzisa Timoti nezvaJehovha