Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 1 • MABASA 1:1–6:7

“Mazadza Jerusarema Nekudzidzisa Kwenyu”

“Mazadza Jerusarema Nekudzidzisa Kwenyu”

MABASA 5:28

Kubva pakadururwa mweya mutsvene pavari paPendekosti ya33 C.E., vadzidzi vaJesu vakabva vatanga kushingaira mubasa rekupupurira nezveUmambo hwaMwari. Muchikamu chino, tichadzidza nhoroondo inonakidza yematangiro akaita ungano yechiKristu, kuwedzera kwakaita basa rekuparidza muJerusarema, uye ushingi hwakaratidzwa nevaapostora pavairamba vachipikiswa zvakasimba.