Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
Mhinduro dzacho dzinowanika . . .
-
kune zvesayenzi here?
-
muuzivi hwevanhu here?
-
muBhaibheri here?
MUMWE MUNYORI WEBHAIBHERI AKATI KUNA MWARI
“Itai kuti ndinzwisise . . . Shoko renyu rese ichokwadi.”—Pisarema 119:144, 160, Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva.
Bhaibheri riri kupa mamiriyoni evanhu mhinduro.
Ungadawo kuziva mhinduro dzacho here?
Unodziwana paIndaneti pajw.org
VERENGA zviri paIndaneti
ONA mavhidhiyo ane chekuita neBhaibheri
DHAUNIRODHA mabhuku nezvimwewo
-
Bhuku rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!
-
Magazini anonzi Nharireyomurindi uye Mukai!
PAMIBVUNZO IYI NDEUPI UNONYANYA KUKUNETSA?
Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mibvunzo iyi pajw.org.
(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA)