Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo
CHIKAMU 4
Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo
Nyora zvinhu zvitatu zvawatsunga kutevedzera muupenyu hwako. Nyorawo chikonzero nei uchifunga kuti kuita chimwe nechimwe chezvawanyora kuchenjera. *
1. ․․․․․
2. ․․․․․
3. ․․․․․
[Mashoko Omuzasi]
^ ndima 3 Somuenzaniso, “Handizoiti zvepabonde kusvikira ndaroora kana kuroorwa, uye ndinodavira kuti izvi ndizvo zvakanaka zvikuru nokuti . . . ” Iva nechokwadi chokuti zvaunonyora zvinoratidza tsika dzaunotenda, kwete dzemumwewo munhu.