Chishanu
“Mashoko akanaka emufaro mukuru uchava nevanhu vese.”—Ruka 2:10
Mangwanani
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
9:30 Rwiyo Nhamba 150 Nemunyengetero
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Nei Tichida Mashoko Akanaka? (1 VaKorinde 9:16; 1 Timoti 1:12)
10:10 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:
Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1
Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika —Chikamu I (Mateu 1:18-25; Ruka 1:1-80; Johani 1:1-5)
10:45 Rwiyo Nhamba 96 Nezviziviso
10:55 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Vakatungamirirwa Nemweya Mutsvene’
• Mateu (2 Petro 1:21)
• Mako (Mako 10:21)
• Ruka (Ruka 1:1-4)
• Johani (Johani 20:31)
12:10 Rwiyo Nhamba 110 Nekumbozorora
Masikati
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
1:45 Rwiyo Nhamba 117
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Nyatsotenda Chokwadi Pamusoro paJesu
• Shoko (Johani 1:1; VaFiripi 2:8-11)
• Zita Rake (Mabasa 4:12)
• Kuberekwa Kwake (Mateu 2:1, 2, 7-12, 16)
2:30 Rwiyo Nhamba 99 Nezviziviso
2:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvatinodzidza Patinoongorora Nyika Yakararama Jesu
• Zvakanga Zvakaita Nyika Yacho (Dheuteronomi 8:7)
• Zvekudya (Ruka 11:3; 1 VaKorinde 10:31)
• Magariro Aiita Vanhu (VaFiripi 1:10)
• Vanhu Vemo (Dheuteronomi 22:4)
• Dzidzo (Dheuteronomi 6:6, 7)
• Kunamata (Dheuteronomi 16:15, 16)
4:15 Nei Mashoko Akanaka Achinzi “Anogara Nekusingaperi”? (Zvakazarurwa 14:6, 7)
4:50 Rwiyo Nhamba 66 Nemunyengetero Wekugumisa