Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nhamba Dzese dza2024

Nhamba Dzese dza2024
  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 84

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240

  • Ungano Dzese: 118 767

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 21 119 442

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 23 212

  • Nhamba Yevaparidzi a Yatanga Tisati Tambosvitsa: 9 043 460

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 828 124

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2023: 2,4

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa b: 296 267

  • Avhareji Yemapiyona c Mwedzi Wega Wega: 1 679 026

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 867 502

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri d Mwedzi Wega Wega: 7 480 146

Gore rebasa ra2024 rakatanga musi wa1 September 2023, kusvika musi wa31 August 2024.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?