Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tsvaga Kunyaradzwa naJehovha

Tsvaga Kunyaradzwa naJehovha

Eriya akatya achibva atiza kuti aponese upenyu hwake (1Mad 19:3, 4; w19.06 15 ¶5)

Jehovha akamupa zvekudya uye akamuratidza simba rake nenzira dzinoshamisa (1Mad 19:5-7, 11, 12; ia 103 ¶13; 106 ¶21)

Jehovha akamupa basa rekuita (1Mad 19:15-18; ia 106 ¶22)

Mazuva ano, Jehovha anotaura nesu achishandisa Shoko rake Bhaibheri, achitiyeuchidza kuti anotida uye anotipa basa rinokosha pakumushumira.—1VaK 15:58; VaK 3:23.