Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 27-28

Tinodzidzei Pane Zvaipfekwa Nemupristi?

Tinodzidzei Pane Zvaipfekwa Nemupristi?

28:30, 36, 42, 43

Zvaipfekwa nevapristi vechiIsraeri zvinotiyeuchidza kuti tinofanira kutsvaga kutungamirirwa naJehovha, kuva vatsvene, kuva nemwero uye kuremekedza Jehovha.

  • Tinotsvaga sei kutungamirirwa naJehovha?

  • Zvinorevei kuva vatsvene?

  • Tingaratidza sei kuti tine mwero uye tinoremekedza Jehovha?