September 21-27
EKSODHO 27-28
Rwiyo 25 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tinodzidzei Pane Zvaipfekwa Nemupristi?”: (10 min.)
Eks 28:30—Tinofanira kutsvaga kuti zvinodiwa naJehovha ndezvipi (it-2-E 1143)
Eks 28:36—Tinofanira kuramba tiri vatsvene (1Pe 1:16; it-1-E 849 ¶3)
Eks 28:42, 43—Tinofanira kuratidza kuti tinoremekedza Jehovha (w08 8/15 15 ¶17)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Eks 28:15-21—Matombo anokosha aiva pahomwe yepachipfuva yemupristi mukuru waIsraeri akawanikwa kupi? (w12 8/1 26 ¶1-3)
Eks 28:38—Ndezvipi zvinhu zvainzi “zvitsvene”? (it-1-E 1130 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 27:1-21 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 2)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 111 ¶20-21 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza Padzimba Dzine Makamera Kana maIntercom”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo nhamba 1 mozokurukura zvamaona, mozoita zvimwe chetezvo nevhidhiyo nhamba 2.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 133
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 46 Nemunyengetero