September 12-18
MAPISAREMA 120-134
Rwiyo 33 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rubatsiro Rwangu Runobva Kuna Jehovha”: (10 min.)
Pis 121:1, 2—Sezvo Jehovha ari iye akasika zvose, tine chikonzero chokuvimba naye (w04 12/15 12 ¶3)
Pis 121:3, 4—Jehovha anogara akagadzirira kubatsira vashumiri vake (w04 12/15 12 ¶4)
Pis 121:5-8—Jehovha anodzivirira vanhu vake (w04 12/15 13 ¶5-7)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 123:2—Mufananidzo unotaura ‘nezvemaziso evashumiri’ unorevei? (w06 9/1 15 ¶4)
Pis 133:1-3—Ndechipi chimwe chidzidzo chatinowana mupisarema iri? (w06 9/1 16 ¶3)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 127:1–129:8
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.5—Taura zvakanaka nasaimba anenge akagumbuka.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp16.5—Koka munhu wacho kumusangano.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 8, mubvunzo 4—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 114
Jehovha Akandiitira Zvakawanda: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Akandiitira Zvakawanda. (Endai pakanzi NEZVEDU > MABASA.) Kurukurai navo mibvunzo inotevera: Jehovha akabatsira sei Crystal, uye izvi zvakaita kuti aitei? Zvii zvaanoita kana akatanga kunetseka nezvakamboitika kwaari? Wadzidzei panyaya yaCrystal?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia Mhedziso ¶1-13
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 119 Nemunyengetero