PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika
Marudzi aigara kumabvazuva kweJodhani akavaka atari yakakura uye yakanaka chaizvo (Jos 22:10)
Mamwe madzinza akavapomera kuti vainge vatsauka pana Jehovha (Jos 22:12, 15, 16; w06 4/15 5 ¶3)
Madzinza aipomerwa akapindura neunyoro zvikaita kuti pasava nekudeurwa kweropa (Jos 22:21-30; w08 11/15 18 ¶5)
Nyaya iyi inotidzidzisei pane zvatinofanira kuita kana tapomerwa zvatisina kuita uye nezvekukosha kwekusafungidzira zvimwe zvinhu kana tisingazivi chokwadi?—Zvi 15:1; 18:13.