November 13-19
OBHADHIYA 1–JONA 4
Rwiyo 102 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Dzidza Kubva Pazvikanganiso Zvako”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raObhadhiya.]
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raJona.]
Jon 3:1-3—Jona akadzidza kubva pazvikanganiso zvake (ia 114 ¶22-23)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Obh 10—Edhomu ‘yakaparadzwa sei nokusingagumi’? (w07 11/1 13 ¶5)
Obh 12—Tinodzidzei kubva pane zvakaudzwa vaEdhomu naMwari? (jd 112 ¶4-5)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jon 3:1-10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.6—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp17.6—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi, uye muratidze rimwe bhuku ratinodzidza nevanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) ld 12-13—Sarudza mapikicha aunoda kukurukura nezvawo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvidzidzo Zvatinowana Mubhuku raJona”: (15 min.) Kurukurai nyaya yacho kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Kunamata Kwemhuri: Jona—Kudzidza Kubva Pangoni dzaJehovha.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 21 ¶8-14
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 150 Nemunyengetero