November 6-12
AMOSI 1-9
Rwiyo 60 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raAmosi.]
Amo 5:4, 6—Tinofanira kuziva Jehovha toita zvaanoda (w04 11/15 24 ¶20)
Amo 5:14, 15—Tinofanira kuda mitemo yaJehovha uye kuiteerera (jd 90-91 ¶16-17)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Amo 2:12—Tingashandisa sei zvinotaurwa nevhesi iyi? (w07 10/1 14 ¶8)
Amo 8:1, 2—“Tswanda yemichero yezhizha” yairevei? (w07 10/1 14 ¶6)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Amo 4:1-13
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kudzokera Kunoona Munhu Akafarira”: (15 min.) Kukurukurirana. Pamunenge mapedza, ratidzai vateereri vhidhiyo yevaparidzi vaviri vanenge vadzokera kunoona munhu akafarira, mokurukura zvaitwa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr “Chikamu 7—Zvakavimbiswa noUmambo—Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva,” chits. 21 ¶1-7
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 143 Nemunyengetero