Josefa anovimba naJehovha ari mujeri muIjipiti

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU May 2020

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzinotaura nezverufu uye kumutswa kwevakafa.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Josefa Anoitirwa Godo

Zvakaitika kuna Josefa zvinoratidza sei kuti godo rinokuvadza?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Wakagadzirira Here?

Njodzi inogona kungoitika chero nguva pasinei nekwaunogara. Tingagadzirira sei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Akaramba Aina Josefa

Jehovha akaramba aina Josefa paaisangana nematambudziko. Zvii zvatinodzidza?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ita saJosefa—Tiza Upombwe

Tingatevedzera sei Josefa totiza upombwe?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anonunura Josefa

Josefa akaita sei zvaaigona mumamiriro ake ezvinhu uye Jehovha akazomununura sei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Josefa Anozvidzora

Josefa akangoerekana asangana nevakoma vake kekutanga kubva pavakamutengesa semuranda. Tinodzidzei pane zvakaitwa naJosefa?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Edza Kunyatsonzwisisa Nyaya Yacho Yese

Zvidzidzo zvipi zvatinowana kubva kuna Josefa nemhuri yake kana tikaedza kunzwisisa nyaya yacho yese?