SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo (March 19–April 15)
“Tiri kukukokaiwo kuchiitiko chinokosha chichapindwa nemamiriyoni evanhu pasi rese. Tinenge tichiyeuka kufa kwaJesu.” Mupe kana kuti mutumire pepa rekumukoka. “Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho [kana kuti mungaupinda sei paIndaneti]. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inokosha.”
Kana Munhu Wacho Aratidza Kufarira: Muratidze [kana kuti mutumire] vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu.
Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?
Paunoona Munhu Kekutanga * (March 1-18, April 16-30)
^ ndima 7 ^ ndima 11 Unogona kuchinja mibvunzo iyi kuti ienderane nendima yenyu.