March 6-12
JEREMIYA 1-4
Rwiyo 23 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ndinewe Kuti Ndikununure”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJeremiya.]
Jer 1:6
—Jeremiya aitya kuita basa raakanga apiwa (w11 3/15 29 ¶4) Jer 1:7-10, 17-19
—Jehovha akavimbisa Jeremiya kuti aizomusimbisa uye aizomubatsira (w05 12/15 24 ¶18; jr 88 ¶14-15)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 2:13, 18
—Zvinhu zvipi zviviri zvakaipa zvakaitwa nevaIsraeri? (w07 3/15 9 ¶8) Jer 4:10
—Zvinorevei kuti Jehovha “akanyengera” vanhu vake? (w07 3/15 9 ¶4) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 4:1-10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yaMarch yeZviri Kuitwa Nesangano.
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi wa18 March: (8 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa ichibva muPurogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa yaFebruary 2016, peji 8. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 9 ¶10-15, chati yakanzi “Kuwedzera Kwenhamba Yezvidzidzo zveBhaibheri,” uye bhokisi rakanzi “Jehovha Akaita Kuti Zviitike” uye rakanzi “Kuchinja Kwakaita ‘Muduku’ Kuti Ave ‘Rudzi Rune Simba’”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 74 Nemunyengetero