Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 46-47

Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara

Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara

47:13, 16, 19, 20, 23-25

Mazuva ano vanhu vari munyika vari kuziya nenzara pane zvekunamata. (Amo 8:11) Achishandisa Jesu, Jehovha anotipa zvekudya zvekunamata zvakawanda zvinotibatsira kuramba tiri pedyo naye.

  • Mabhuku anotsanangura Bhaibheri

  • Misangano yeungano

  • Magungano

  • Zvinhu zvakarekodhwa zvekuteerera

  • Mavhidhiyo

  • JW.ORG

  • JW Broadcasting

Zvii zvandiri kurega ndichiitira kuti ndigare ndichibatsirwa nezvese zvatiri kupiwa naJehovha?