Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 1-3

“Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”

“Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”

3:13, 14

Jehovha akadzidzisa Mozisi chinhu chinokosha nezvekuti ndiMwari akaita sei. Jehovha anova chero chinenge chichidiwa zvichienderana nemamiriro ezvinhu anenge aripo kuti azadzise chinangwa chake, asi anozviita zvichienderana nezvaanoti ndizvo zvakarurama. Sezvinongoita mubereki, Jehovha anova chero chinenge chichidiwa kuti achengete vana vake.

Zvii zvandakaitirwawo naJehovha muupenyu hwangu?