June 12-18
MARIRO 1-5
Rwiyo 143 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raMariro.]
Mari 3:20, 21, 24—Jeremiya akamirira uye akavimba naJehovha (w12 6/1 14 ¶3-4; w11 9/15 8 ¶8)
Mari 3:26, 27—Kutsungirira miedzo kunotibatsira kuzokunda mamwe matambudziko anozouya (w07 6/1 11 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mari 2:17—Zvii ‘zvakataurwa’ naJehovha zvaakazoita zvine chekuita neJerusarema? (w07 6/1 9 ¶4)
Mari 5:7—Jehovha anopa vanhu mhosva nokuda kwokukanganisa kwemadzitateguru avo here? (w07 6/1 11 ¶1)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mari 2:20–3:12
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.3—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.3—Koka munhu wacho kumisangano.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w11 9/15 9-10 ¶11-13—Musoro: Jehovha Ndiye Mugove Wangu.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvomuungano Yenyu: (8 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri “Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira,” iri muBhuku Regore. (yb17 2-5)
Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune 2017.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 13 ¶33-34, bhokisi rakanzi “Nyaya Dzinokosha Dzatakakunda Mumatare Epamusoro Dzikaita Kuti Kuparidza Umambo Kufambire Mberi,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 71 Nemunyengetero