August 7-13
NEHEMIYA 5-7
Rwiyo 17 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nehemiya Aida Kushumira, Kwete Kushumirwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ne 6:13—Nei kwaizova kuita chivi kuti Nehemiya ahwande mutemberi? (w07 7/1 30 ¶15)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 5:1-13 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 6)
Hurukuro: (5 min.) w13 5/15 7 ¶17-19—Musoro: VaEvhangeri Vanobudirira Vanobatsirana. (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vanoshanda Nesimba Kuti Vatibatsire”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 53
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 35 Nemunyengetero