Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 6-7

“Rega Uone Zvandichaitira Farao”

“Rega Uone Zvandichaitira Farao”

6:1, 6, 7; 7:4, 5

Jehovha akaudza vaIsraeri zvaakanga ava kuda kuita asati aunza matambudziko pavaIjipiti uye asati anunura vaIsraeri muuranda. Vaizoona simba raJehovha richiratidzwa zvavakanga vasati vamboona, uye vaIjipiti vaizoziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi. Mwari paakazadzisa zvaakanga avimbisa, kutenda kwevaIsraeri kwakasimbiswa, uye izvi zvakavabatsira kuti vasiyane nekunamata kwenhema kwaiitwa muIjipiti

Nyaya iyi yemuBhaibheri inokubatsira sei kuti uve nechokwadi chekuti zvese zvakavimbiswa naMwari zvichaitika?