Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvininipise—Usazvirumbidza

Zvininipise—Usazvirumbidza

Kuzvirumbidza nekushamisira kunoratidza kuti tinozvikudza uye hakukurudziri vamwe. Ndosaka Bhaibheri richiti: “Rumbidzwa nemumwe munhu, kwete nemuromo wako.”—Zvi 27:2.

ONA VHIDHIYO INONZI IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—ZVININIPISE, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvinhu zvipi zvinowanzoita kuti vanhu vashamisire?

  • Kuda anga achishamisira kushamwari yake nezvei?

  • Baba vaKuda vamubatsira sei kuti asazvikudza?

  • 1 Petro 5:5 inotibatsira sei kuti tizvininipise?