July 8-14
1 VATESARONIKA 1-5
Rwiyo 90 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 VaTesaronika.]
1VaT 5:11-13—Ipai “rukudzo rukuru” kune vaya vari kukutungamirirai (w11 6/15 26 ¶12; 28 ¶19)
1VaT 5:14—Nyaradzai vakaora mwoyo, uye tsigirai vasina simba (w17.10 10 ¶13; w15 2/15 9 ¶16)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
1VaT 4:3-6—Sei zvichinzi munhu anoita unzenza ari “kutadzira hama yake”? (it-1-E 863-864)
1VaT 4:15-17—Ndivanaani ‘vachatorwa mumakore, kuti vasangane naShe mumhepo,’ uye izvi zvichaitika sei? (w15 7/15 18-19 ¶14-15)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaT 3:1-13 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mapiyona Anokurudzira: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kubatsira Kunoita Mapiyona. Kana mapedza bvunzai mibvunzo inotevera: Mapiyona angakurudzira sei vamwe vari muungano? Wakakurudzirwa sei nemapiyona ari muungano yenyu?
Vanhu Vakaita Zvakanaka Vanotikurudzira: (6 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’—Tevedzera Vanhu Vakaita Zvakanaka. Kana mapedza bvunzai mibvunzo inotevera: Hanzvadzi iyi yaiva nedambudziko ripi? Yakakunda sei dambudziko iroro?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 74
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 100 Nemunyengetero