Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 TIMOTI 1-3

Vavarira Kuita Basa Rakanaka

Vavarira Kuita Basa Rakanaka

3:1, 13

Hama dzinofanira kutanga kuvavarira kuzoita mabasa muungano kubvira dzichiri diki. Izvozvo zvichavabatsira kuti vadzidziswe uye varatidze kuti vanokodzera kuzogadzwa sevashumiri veungano pavanokura. (1Ti 3:10) Hama ingaita sei kuti ivavarire kuzoita basa muungano? Inofanira kuratidza zvinhu zvinotevera:

  • Kuzvipira.—km 7/13 2 ¶2

  • Ukama hwakasimba naMwari.—km 7/13 3 ¶3

  • Kuvimbika uye kutendeseka.—km 7/13 3 ¶4