Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

July 30–August 5

RUKA 14-16

July 30–August 5
  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi”: (10 min.)

    • Ru 15:11-16—Mumwe mwanakomana akapambadza nhaka yake achirarama upenyu hwakaipa (“Mumwe murume akanga aine vanakomana vaviri,” “muduku wavo,” “akapambadza,” “upenyu hwakaipa kwazvo,” “kuti anofudza nguruve,” “mateko emakarobhu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 15:11-16 nwtsty)

    • Ru 15:17-24—Akazopfidza uye baba vake vakamugamuchira (“ndakakutadzirai,” “vanhu vemaricho,” “vakamutsvoda zvinyoronyoro,” “kunzi mwanakomana wenyu,” “nguo refu . . . rin’i . . . hwashu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 15:17-24 nwtsty)

    • Ru 15:25-32—Mafungiro emwanakomana mukuru akagadziriswa

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 14:26—Muvhesi iyi, shoko rekuti ‘kuvenga’ rinorevei? (“kuvenga” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 14:26 nwtsty)

    • Ru 16:10-13—Jesu aida kuti vadzidzi vake vazivei ‘nezvepfuma isina kururama’? (w17.07 8-9 ¶7-8)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 14:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 32 ¶14-15

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 107

  • Mupambadzi Anodzoka”: (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Mupambadzi Anodzoka—Nzwisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 31

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 139 Nemunyengetero