January 3-9
VATONGI 15-16
Rwiyo 124 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 16:1-3—Mavhesi aya anorevei? (w05 3/15 27 ¶6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 16:18-31 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Mwari Ane Hanya—Mt 10:29-31. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Bhaibheri Rakatibatsira Kuchengetedza Wanano Yedu: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Mazano api eBhaibheri akabatsira mhuri imwe neimwe kuchengetedza wanano yayo? Kutangazve kuita zvekunamata kwakavabatsira sei? Nei murume nemudzimai vachifanira kuramba vachiedza kugadzirisa matambudziko avo? Murume nemudzimai vangatsvaga rubatsiro kupi?—Jak 5:14, 15.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 18 ¶9-15, bhokisi 18A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 149 Nemunyengetero