Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 23-24

Anopomerwa Kuti Anonetsa Uye Anoita Kuti Pave Nekumukira

Anopomerwa Kuti Anonetsa Uye Anoita Kuti Pave Nekumukira

23:12, 16; 24:2, 5, 6, 10-21

VaJudha vaiva muJerusarema “vakazvisunga nemhiko ine kutuka” nechinangwa chekuda kuuraya Pauro. (Mab 23:12) Asi Jehovha akanga achida kuti Pauro aende kuRoma kuti anoparidza ikoko. (Mab 23:11) Muzukuru waPauro akanzwa zvairongwa nevaJudha, achibva anomuudza uye zvakaponesa Pauro. (Mab 23:16) Kubva munyaya iyi . . .

  • chii chinogona kuitika kana vanhu vakada kukanganisa zvinangwa zvaMwari?

  • zvii zvinogona kushandiswa naMwari kutibatsira?

  • tinodzidzei nezvekuva neushingi?