Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Zita raMwari ndiani?

Rugwaro: Pis 83:18

Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Jehovha Mwari anoda kuti tive shamwari dzake?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Jehovha Mwari anoda kuti tive shamwari dzake?

Rugwaro: Jak 4:8

Pekuzotangira: Tinofanira kuitei kuti tive shamwari dzaMwari?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tinofanira kuitei kuti tive shamwari dzaMwari?

Rugwaro: Joh 17:3

Pekuzotangira: Tinokwanisa sei kuva pedyo naMwari isu tisingamuoni?