Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingaziva sei zvichaitika mune ramangwana?

Rugwaro: Isa 46:10

Pekuzotangira: Uprofita hupi hweBhaibheri hwatiri kuona huchizadzika?

○●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Uprofita hupi hweBhaibheri hwatiri kuona huchizadzika?

Rugwaro: 2Ti 3:1-5

Pekuzotangira: Makomborero api akavimbiswa naMwari achawanikwa nevanhu mune ramangwana?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Makomborero api akavimbiswa naMwari achawanikwa nevanhu mune ramangwana?

Rugwaro: Isa 65:21-23

Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa neMwanakomana waMwari kuti vanhu vazowana makomborero aya?