Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 19-20

Zvaunodzidza paMitemo Gumi

Zvaunodzidza paMitemo Gumi

20:3-17

VaKristu havasi pasi peMutemo waMozisi. (VaK 2:13, 14) Saka Mitemo Gumi nemimwe Mitemo yese ine zvainotibatsira here?

  • Inoratidza mafungiro aJehovha pane zvimwe zvinhu

  • Inotiudza zvatinofanira kuita kuti tifadze Jehovha

  • Inotiudza mabatiro atinofanira kuita vamwe

Mitemo Gumi inokudzidzisei nezvaJehovha?