April 27–May 3
GENESISI 34-35
Rwiyo 28 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko”: (10 min.)
Ge 34:1—Dhina aiwanzoenda kunotandara nevasikana vechiKenani (w97 2/1 30 ¶4)
Ge 34:2—Shekemu akabata Dhina chibharo (lvs 124 ¶14)
Ge 34:7, 25—Simiyoni naRevhi vakauraya Shekemu nevarume vese vaiva muguta rake (w09 9/1 21 ¶1-2)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 35:8—Dhibhora aiva ani uye tinodzidzei kubva kwaari? (it-1-E 600 ¶4)
Ge 35:22-26—Tinoziva sei kuti mutsara wedzinza raizouya naMesiya waisatevera kodzero yeudangwe? (w17.12 14)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 34:1-19 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Zvii zvaitwa naElise kuti asvike pamwoyo wasaimba? Tingatanga sei chidzidzo cheBhaibheri tichishandisa bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei?
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 13)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 4 ¶6-7 (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Rasa Vanamwari Venhema”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi “Rwisa Dhiyabhorosi.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 112
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 143 Nemunyengetero