April 25– May 1
JOBHO 33-37
Rwiyo 50 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka”: (10 min.)
Job 33:1-5
—Erihu akaratidza kuti airemekedza Jobho (w95 2/15 29 ¶3-5) Job 33:6, 7
—Erihu aizvininipisa uye aiva nemutsa (w95 2/15 29 ¶3-5) Job 33:24, 25
—Erihu akakurudzira Jobho kunyange paaimutsiura (w11 4/1 23 ¶3; w09 4/15 4 ¶8)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Job 33:24, 25
—Erihu paakataura ‘nezverudzikinuro,’ angangodaro airevei? (w11 4/1 23 ¶3-5) Job 34:36
—Jobho aifanira kuedzwa kusvika papi, uye izvi zvinotidzidzisei? (w94 11/15 17 ¶10) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: Job 33:1-25 (4 min. zvichidzika)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: Ipa munhu pepa rekumukoka kugungano remunharaunda ra2016 uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (2 min. zvichidzika)
Paunodzokera: fg chidzidzo 12 ¶4-5—Dzokera kunoona munhu akagamuchira pepa rekumukoka kugungano. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)
Chidzidzo cheBhaibheri: jl chidzidzo 11. Kurudzira mudzidzi kuti apinde gungano remunharaunda riri kuuya. (6 min. zvichidzika)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 124
“Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda”: (8 min.) Hurukuro. Itai kuti vanhu vaone vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda (Endai patv.jw.org, uye motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MABASA ATINOITA.) Kurudzirai vose kuti vapedzise kuronga kuti vazopinda mazuva ose ari matatu. Taurai mashandiro amuchaita pamushandirapamwe wekukoka vanhu.
Zvomuungano yenyu: (7 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 14 ¶1-13 (30 min.)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 21 Nemunyengetero