B15
Karenda yechiHebheru
NISANI (ABHIBHI) March—April |
14 Paseka 15-21 Chingwa Chisina Mbiriso 16 Mupiro wezvibereko zvekutanga |
Jodhani runozara nemvura inonaya, nechando chanyunguduka |
Bhari |
IYARI (ZIVHI) April—May |
14 Paseka yevakakundikana mwedzi wakapfuura |
Mvura inomira kunaya, kazhinji kunenge kusina makore |
Gorosi |
SIVHANI May—June |
6 Mutambo Wemavhiki (Pendekosti) |
Kwava kupisa, hakusisina mwando |
Gorosi, maonde ekutanga |
TAMUZI June—July |
Kupisa kunowedzera, dzimwe nzvimbo dzinoita dova rakawanda |
Mazambiringa ekutanga |
|
ABHI July—August |
Kunopisa zvakanyanya |
Michero yemumwaka wekupisa |
|
ERURI August—September |
Kunoramba kuchipisa |
Michero yemichindwe, mazambiringa, nemaonde |
|
TISHRI (ETANIMU) September—October |
1 Kurira kwebhosvo 10 Zuva Rekuyananisira 15-21 Mutambo Wematumba 22 Gungano dzvene |
Mwaka wekupisa unopera, mvura inotanga kunaya |
Kurima |
HESHIVHANI (BHURI) October—November |
Mvura isina simba |
Maorivhi |
|
KISREVHI November—December |
25 Mutambo Wekukumikidza |
Mvura inowedzera, chando chinochena, mumakomo munonaya chando |
Makwai anoiswa mumatanga |
TEBHETI December—January |
Kunotonhora zvakanyanya, kuchinaya, uye mumakomo munoita chando |
Miti neuswa zvinotanga kutungira |
|
SHEBHATI January—February |
Kutonhora kunodzikira, mvura inoramba ichinaya |
Miarumondi inotumbuka |
|
ADHARI February—March |
14, 15 Purimu |
Kunogara kuchiita mabhanan’ana nechimvuramabwe |
Furakisi |
VHEADHARI March |
Mwedzi wekuwedzera waiwedzerwa kanomwe mumakore 19 |