RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 Tsamba kuvaEfeso Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1, 2) Zvikomborero zvemweya (3-7) Kuunganidza zvinhu zvese muna Kristu (8-14) ‘Urongwa hwekuunganidzwa kwezvinhu’ kana nguva yakwana (10) Kuiswa chisimbiso nemweya ‘wavakafanobatiswa’ (13, 14) Pauro anoonga Mwari nekuda kwekutenda kwevaEfeso uye anovanyengeterera (15-23) 2 Kuitwa vapenyu muna Kristu (1-10) Rusvingo runoparadzanisa runoparadzwa (11-22) 3 Chakavanzika chitsvene chinosanganisira vemamwe marudzi (1-13) Vemamwe marudzi vanova vagari venhaka pamwe naKristu (6) Chinangwa chaMwari chisingagumi (11) Kunyengeterera vaEfeso kuti vawedzere kuva nenjere (14-21) 4 Kubatana mumuviri waKristu (1-16) Varume sezvipo (8) Unhu hwekare uye unhu hutsva (17-32) 5 Kutaura kwakachena uye mabasa akachena (1-5) Fambai sevana vechiedza (6-14) Zadzwai nemweya (15-20) Shandisai nguva yenyu nekuchenjera (16) Mazano kuvarume nemadzimai (21-33) 6 Mazano kuvana nekuvabereki (1-4) Mazano kuvaranda navanatenzi (5-9) Zvipfeko zvemurwi zvakakwana zvinobva kuna Mwari (10-20) Kwaziso yekupedzisira (21-24) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe VaEfeso—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE VaEfeso—Zviri Mubhuku Racho Shona VaEfeso—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt VaEfeso p. 1810