RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 Bhuku raMariro Zvitsauko 1 2 3 4 5 Zviri Mubhuku Racho 1 Jerusarema rinofananidzwa nechirikadzi Ragara pasi uye rasiyiwa riri rega (1) Zvivi zvikuru zveZiyoni (8, 9) Ziyoni rinorambwa naMwari (12-15) Ziyoni harina munyaradzi (17) 2 Jehovha anotsamwira Jerusarema Hapana kunzwirwa tsitsi (2) Jehovha aita semuvengi kwariri (5) Kuchema Ziyoni (11-13) Vanhu vanopfuura vachishora guta raimbova nerunako (15) Vavengi vanofarira kuparara kweZiyoni (17) 3 Jeremiya anotaura zviri pamwoyo pake uye zvaanotarisira “Ndichamirira” (21) Tsitsi dzaMwari itsva mangwanani ega ega (22, 23) Mwari akanaka kune vaya vanotarisira kwaari (25) Zvakanaka kuti vadiki vatakure joko (27) Mwari anozvivharidzira negore kuti pasava neanouya kwaari (43, 44) 4 Kutambura pamusana pekukombwa kweJerusarema Nzara (4, 5, 9) Vakadzi vanobika vana vavo (10) Jehovha adurura kutsamwa kwake kukuru (11) 5 Vanhu vanonyengeterera kudzoswa “Yeukai zvakatiwira” (1) ‘Tine nhamo; takatadza’ (16) “Haiwa Jehovha, tidzosei kwamuri” (21) “Itai kuti mazuva edu ave matsva” (21) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Mariro—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Mariro—Zviri Mubhuku Racho Shona Mariro—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Mariro p. 1304