RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 Mabasa Evaapostora Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 Zviri Mubhuku Racho 1 Kunyorera Tiyofiro (1-5) Kuva zvapupu kusvika kunzvimbo dziri kure dzenyika (6-8) Jesu anokwira kudenga (9-11) Vadzidzi vanoungana vakabatana (12-14) Matiyasi anosarudzwa kuti atsive Judhasi (15-26) 2 Kudururwa kwemweya mutsvene paPendekosti (1-13) Kuparidza kwaPetro (14-36) Vanhu vanogamuchira shoko raPetro (37-41) Vanhu 3 000 vanobhabhatidzwa (41) Kuwadzana kwevaKristu (42-47) 3 Petro anoporesa mupemhi akaremara (1-10) Petro anoparidza ari paVharanda raSoromoni (11-26) ‘Kudzorerwa kwezvinhu zvese’ (21) Muprofita akaita saMozisi (22) 4 Petro naJohani vanosungwa (1-4) Vatendi vava kusvika varume 5 000 (4) Kutongwa neSanihedrini (5-22) “Hatingaregi kutaura” (20) Munyengetero wekukumbira ushingi (23-31) Vadzidzi vanoshandisa zvinhu pamwe chete (32-37) 5 Ananiyasi naSafira (1-11) Vaapostora vanoita zviratidzo zvizhinji (12-16) Kuiswa mujeri uye kubudiswa (17-21a) Vanounzwa pamberi peSanihedrini zvakare (21b-32) ‘Kuteerera Mwari panzvimbo pevanhu’ (29) Yambiro yaGamarieri (33-40) Kuparidza paimba neimba (41, 42) 6 Varume vanomwe vanosarudzwa kuti vashumire (1-7) Stefani anopomerwa mhosva yekumhura (8-15) 7 Stefani anotaura pamberi peSanihedrini (1-53) Makore emadzitateguru (2-16) Utungamiriri hwaMozisi; vaIsraeri vanonamata zvidhori (17-43) Mwari haagari mutemberi dzakagadzirwa nevanhu (44-50) Stefani anotemwa nematombo (54-60) 8 Sauro mutambudzi (1-3) Ushumiri hwaFiripi muSamariya hunova nezvibereko (4-13) Petro naJohani vanotumwa kuSamariya (14-17) Simoni anoedza kutenga mweya mutsvene (18-25) Mukuru mukuru wekuItiopiya (26-40) 9 Sauro achienda kuDhamasiko (1-9) Ananiyasi anotumwa kunobatsira Sauro (10-19a) Sauro anoparidza nezvaJesu muDhamasiko (19b-25) Sauro anoshanya kuJerusarema (26-31) Petro anoporesa Eniyasi (32-35) Dhokasi anomutswa (36-43) 10 Chiratidzo chakaonekwa naKoniriyasi (1-8) Chiratidzo chakaonekwa naPetro chemhuka dzakacheneswa (9-16) Petro anoshanyira Koniriyasi (17-33) Petro anozivisa mamwe marudzi mashoko akanaka (34-43) “Mwari haasaruri” (34, 35) Mamwe marudzi anogamuchira mweya mutsvene uye anobhabhatidzwa (44-48) 11 Petro anorondedzera kuvaapostora zvakaitika (1-18) Bhanabhasi naSauro kuAndiyoki yekuSiriya (19-26) Vadzidzi vanotanga kushevedzwa kuti vaKristu (26) Agabhasi anoprofita nezvenzara (27-30) 12 Jakobho anourayiwa; Petro anoiswa mujeri (1-5) Petro anobudiswa mujeri nechishamiso (6-19) Herodhi anorohwa nengirozi (20-25) 13 Bhanabhasi naSauro vanotumwa semamishinari (1-3) Ushumiri muSaipurasi (4-12) Mharidzo yaPauro kuAndiyoki yekuPisidhiya (13-41) Kuzadzisa uprofita hwekuparidzira mamwe marudzi (42-52) 14 Kuwedzera kwevanhu uye kupikiswa muIkoniyumu (1-7) Vanofungirwa kuti ndivanamwari muRistra (8-18) Pauro anopotsa afa achitemwa nematombo (19, 20) Kusimbisa ungano (21-23) Kudzokera kuAndiyoki yekuSiriya (24-28) 15 Nharo muAndiyoki panyaya yekuchecheudzwa (1, 2) Nyaya yacho inoendeswa kuJerusarema (3-5) Vakuru nevaapostora vanoungana pamwe chete (6-21) Tsamba inobva kudare rinotungamirira (22-29) Regai ropa (28, 29) Ungano dzinokurudzirwa netsamba (30-35) Pauro naBhanabhasi vanoparadzana (36-41) 16 Pauro anosarudza Timoti (1-5) Pauro anoona murume wekuMakedhoniya muchiratidzo (6-10) Ridhiya anotendeuka muFiripi (11-15) Pauro naSirasi vanoiswa mujeri (16-24) Murindi wejeri neimba yake yese vanobhabhatidzwa (25-34) Pauro anoda kukumbirwa ruregerero nevatongi (35-40) 17 Pauro naSirasi muTesaronika (1-9) Pauro naSirasi muBheriya (10-15) Pauro muAtene (16-22a) Mharidzo yaPauro paAreyopago (22b-34) 18 Ushumiri hwaPauro muKorinde (1-17) Kudzokera kuAndiyoki yekuSiriya (18-22) Pauro anoenda kuGaratiya neFrijiya (23) Aporo anobatsirwa (24-28) 19 Pauro muEfeso; vamwe vanhu vanobhabhatidzwa zvakare (1-7) Kudzidzisa kwaPauro (8-10) Kubudirira pasinei nechidhimoni (11-20) Mhirizhonga muEfeso (21-41) 20 Pauro muMakedhoniya uye muGirisi (1-6) Yutiko anomutswa kuTroasi (7-12) Kubva kuTroasi kuenda kuMireto (13-16) Pauro anoita musangano nevakuru vekuEfeso (17-38) Kudzidzisa paimba neimba (20) “Kupa kune mufaro kupfuura kugamuchira” (35) 21 Munzira achienda kuJerusarema (1-14) Kusvika muJerusarema (15-19) Pauro anoteerera zano revakuru (20-26) Mhirizhonga mutemberi; Pauro anosungwa (27-36) Pauro anobvumirwa kutaura nemhomho yevanhu (37-40) 22 Pauro anotaura pamberi pemhomho yevanhu (1-21) Pauro anobatsirwa nekuva kwake chizvarwa cheRoma (22-29) Sanihedrini inoungana (30) 23 Pauro anotaura pamberi peSanihedrini (1-10) Pauro anosimbiswa naIshe (11) Kurangana kuuraya Pauro (12-22) Pauro anoendeswa kuKesariya (23-35) 24 Mhosva dzinopomerwa Pauro (1-9) Pauro anotaura pamberi paFerikisi (10-21) Nyaya yaPauro inombosendekwa kwemakore maviri (22-27) 25 Pauro anotaura nyaya yake pamberi paFesto (1-12) “Ndinokwidza nyaya yangu kuna Kesari!” (11) Festo anotsvaga mazano kuna Mambo Agripa (13-22) Pauro pamberi paAgripa (23-27) 26 Pauro anotaura pamberi paAgripa (1-11) Pauro anorondedzera kutendeuka kwaakaita (12-23) Festo naAgripa vanopindura Pauro (24-32) 27 Pauro anoenda kuRoma nengarava (1-12) Dutu rinorova ngarava (13-38) Tsaona yengarava (39-44) 28 Kusvika pachitsuwa cheMarita (1-6) Baba vaPabriyo vanoporeswa (7-10) Kupfuurira kuRoma (11-16) Pauro anotaura nevaJudha muRoma (17-29) Pauro anoparidza neushingi kwemakore maviri (30, 31) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Mabasa—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Mabasa—Zviri Mubhuku Racho Shona Mabasa—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Mabasa pp. 1692-1693