Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Muna 1914

Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Muna 1914

Ona kuti uprofita huri muBhaibheri hunoratidza sei kuti Umambo hwaMwari hwakatanga kutonga muna 1914, uye kuti ndipo pakabva patanga “mazuva ekupedzisira.”—2 Timoti 3:1.